Isaya 65:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 65 “Ndakabvuma kutsvakwa+ nevaya vakanga vasina kundibvunza.+ Ndakabvuma kuwanikwa nevaya vakanga vasina kunditsvaka.+ Ndakati, ‘Ndiri pano, ndiri pano!’+ kurudzi rwakanga rusiri kudana zita rangu.+
65 “Ndakabvuma kutsvakwa+ nevaya vakanga vasina kundibvunza.+ Ndakabvuma kuwanikwa nevaya vakanga vasina kunditsvaka.+ Ndakati, ‘Ndiri pano, ndiri pano!’+ kurudzi rwakanga rusiri kudana zita rangu.+