VaKorose 1:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 uye achishandisa iye kuti ayananisezve+ kwaari zvimwe zvinhu zvose+ nokuita rugare+ neropa+ raakateura padanda rokutambudzikira,+ pasinei nokuti zvingava zvinhu zviri panyika here kana kuti zvinhu zviri kumatenga.
20 uye achishandisa iye kuti ayananisezve+ kwaari zvimwe zvinhu zvose+ nokuita rugare+ neropa+ raakateura padanda rokutambudzikira,+ pasinei nokuti zvingava zvinhu zviri panyika here kana kuti zvinhu zviri kumatenga.