Mabasa 10:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 asi murudzi rwose munhu anomutya uye anoita zvakarurama anogamuchirwa naye.+ VaRoma 11:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Nokuti kana iwe wakatemwa pamuorivhi worudzi rwomusango ukanamatidzwa+ pamuorivhi womumunda nenzira yakasiyana nokusikwa kwakaitwa zvinhu, aya epo achanamatidzwa zvikuru sei nomuorivhi wawo chaiwo!+ VaKorose 3:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 pane izvi hapana muGiriki kana muJudha, kudzingiswa kana kusadzingiswa, munhu wokune imwe nyika, muSitiya, muranda, munhu akasununguka,+ asi Kristu ndiye zvinhu zvose uye ari muna vose.+
24 Nokuti kana iwe wakatemwa pamuorivhi worudzi rwomusango ukanamatidzwa+ pamuorivhi womumunda nenzira yakasiyana nokusikwa kwakaitwa zvinhu, aya epo achanamatidzwa zvikuru sei nomuorivhi wawo chaiwo!+
11 pane izvi hapana muGiriki kana muJudha, kudzingiswa kana kusadzingiswa, munhu wokune imwe nyika, muSitiya, muranda, munhu akasununguka,+ asi Kristu ndiye zvinhu zvose uye ari muna vose.+