VaRoma 2:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti vanonzwa mutemo havasi ivo vakarurama pamberi paMwari, asi vanoita+ zvinodiwa nomutemo vachanzi vakarurama.+ 1 VaKorinde 12:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti chokwadi tose takabhabhatidzwa+ nomudzimu mumwe chete kuti tive muviri mumwe chete, tingava vaJudha kana vaGiriki, tingava varanda kana vakasununguka, uye tose takaitwa kuti tinwe+ mudzimu mumwe chete. VaGaratiya 3:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Hapana muJudha kana muGiriki,+ hapana muranda kana munhu akasununguka,+ hapana munhurume kana munhukadzi;+ nokuti imi mose muri munhu mumwe chete pamwe naKristu Jesu.+
13 Nokuti vanonzwa mutemo havasi ivo vakarurama pamberi paMwari, asi vanoita+ zvinodiwa nomutemo vachanzi vakarurama.+
13 Nokuti chokwadi tose takabhabhatidzwa+ nomudzimu mumwe chete kuti tive muviri mumwe chete, tingava vaJudha kana vaGiriki, tingava varanda kana vakasununguka, uye tose takaitwa kuti tinwe+ mudzimu mumwe chete.
28 Hapana muJudha kana muGiriki,+ hapana muranda kana munhu akasununguka,+ hapana munhurume kana munhukadzi;+ nokuti imi mose muri munhu mumwe chete pamwe naKristu Jesu.+