VaEfeso 2:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 uye kuti ayananise+ kwazvo vanhu vose mumuviri mumwe chete+ kuna Mwari nedanda rokutambudzikira,+ nokuti akanga aparadza ruvengo+ achizvishandisa iye.
16 uye kuti ayananise+ kwazvo vanhu vose mumuviri mumwe chete+ kuna Mwari nedanda rokutambudzikira,+ nokuti akanga aparadza ruvengo+ achizvishandisa iye.