VaGaratiya 3:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Hapana muJudha kana muGiriki,+ hapana muranda kana munhu akasununguka,+ hapana munhurume kana munhukadzi;+ nokuti imi mose muri munhu mumwe chete pamwe naKristu Jesu.+ VaEfeso 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kune muviri mumwe chete,+ nomudzimu mumwe chete,+ sokudanwa kwamakaitwa mutariro imwe chete+ yamakadanirwa;
28 Hapana muJudha kana muGiriki,+ hapana muranda kana munhu akasununguka,+ hapana munhurume kana munhukadzi;+ nokuti imi mose muri munhu mumwe chete pamwe naKristu Jesu.+
4 Kune muviri mumwe chete,+ nomudzimu mumwe chete,+ sokudanwa kwamakaitwa mutariro imwe chete+ yamakadanirwa;