VaRoma 16:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Zvino kwaari+ iye anogona kuita kuti muve vakasimba maererano nemashoko akanaka andinozivisa uye kuparidzwa kwaJesu Kristu, maererano nokuzarurwa kwechakavanzika chitsvene+ chakaramba chakanyararwa kwenguva dzisingaperi 1 VaKorinde 4:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Munhu ngaatione setiri pasi+ paKristu uye vatariri+ vezvakavanzika zvitsvene+ zvaMwari.
25 Zvino kwaari+ iye anogona kuita kuti muve vakasimba maererano nemashoko akanaka andinozivisa uye kuparidzwa kwaJesu Kristu, maererano nokuzarurwa kwechakavanzika chitsvene+ chakaramba chakanyararwa kwenguva dzisingaperi