VaKorose 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvose zvamunoita mushoko kana mubasa,+ itai zvose muzita raShe Jesu,+ muchionga+ Mwari Baba nokwaari. 1 VaTesaronika 5:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Ongai pamusoro pezvinhu zvose.+ Nokuti izvi ndizvo zvinodiwa naMwari pamwe naKristu Jesu kwamuri.
17 Zvose zvamunoita mushoko kana mubasa,+ itai zvose muzita raShe Jesu,+ muchionga+ Mwari Baba nokwaari.