VaKorose 1:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 kune vaya avo Mwari akafarira kuzivisa kuti pfuma inokudzwa+ yechakavanzika chitsvene+ pakati pemamwe marudzi chii. Chakavanzika chitsvene chacho ndiKristu+ ari pamwe nemi, iyo tariro yokukudzwa pamwe chete naye.+
27 kune vaya avo Mwari akafarira kuzivisa kuti pfuma inokudzwa+ yechakavanzika chitsvene+ pakati pemamwe marudzi chii. Chakavanzika chitsvene chacho ndiKristu+ ari pamwe nemi, iyo tariro yokukudzwa pamwe chete naye.+