1 VaKorinde 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino takagamuchira, kwete mudzimu+ wenyika, asi mudzimu+ unobva kuna Mwari, kuti tizive zvinhu zvatakapiwa nomutsa naMwari.+ Jakobho 4:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Munoti rugwaro runotaura pasina here, kuti: “Mafungiro+ akagara matiri anoramba achipanga kuita shanje”?
12 Zvino takagamuchira, kwete mudzimu+ wenyika, asi mudzimu+ unobva kuna Mwari, kuti tizive zvinhu zvatakapiwa nomutsa naMwari.+
5 Munoti rugwaro runotaura pasina here, kuti: “Mafungiro+ akagara matiri anoramba achipanga kuita shanje”?