Mateu 13:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 munda inyika;+ kana iri mbeu yakanaka, ava vanakomana voumambo; asi masora vanakomana veakaipa,+ VaKorose 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Hasha dzaMwari dziri kuuya nokuda kwezvinhu izvozvo.+ 1 Johani 2:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 nokuti zvinhu zvose zviri munyika+—kuchiva kwenyama+ nokuchiva kwemaziso+ nokushamisira nezvinhu zvoupenyu zvomunhu+—hazvibvi kuna Baba, asi zvinobva munyika.+
16 nokuti zvinhu zvose zviri munyika+—kuchiva kwenyama+ nokuchiva kwemaziso+ nokushamisira nezvinhu zvoupenyu zvomunhu+—hazvibvi kuna Baba, asi zvinobva munyika.+