1 VaKorinde 1:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Iye achakusimbisaiwo+ kusvikira pamugumo, kuti musava nemhosva yamunopomerwa+ pazuva+ raShe wedu Jesu Kristu.+ VaEfeso 5:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 kuti aise ungano kwaari iine runako rwayo,+ isina ruvara kana kuunyana kana kuti chero chimwe chezvinhu zvakadaro, asi kuti ive tsvene isina gwapa.+
8 Iye achakusimbisaiwo+ kusvikira pamugumo, kuti musava nemhosva yamunopomerwa+ pazuva+ raShe wedu Jesu Kristu.+
27 kuti aise ungano kwaari iine runako rwayo,+ isina ruvara kana kuunyana kana kuti chero chimwe chezvinhu zvakadaro, asi kuti ive tsvene isina gwapa.+