RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 6:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Vamwe venyu ndizvo zvamakanga makaita.+ Asi makagezwa mukachena,+ asi makatsveneswa,+ asi makanzi makarurama+ muzita raShe wedu Jesu Kristu+ uye nomudzimu waMwari wedu.+

  • VaEfeso 2:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Chokwadi, pane imwe nguva isu tose takambozvibata maererano nokuchiva kwenyama yedu+ tiri pakati pavo, tichiita zvinhu zvaidiwa nenyama+ nepfungwa dzedu, uye takazvarwa tiri vana vokuitirwa hasha+ sevamwe vose.

  • Tito 3:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Nokuti kunyange isu taimbova mapenzi, tisingateereri, tichitsauswa, tiri varanda vokuchiva kwakasiyana-siyana nemafaro, tichirambira pane zvakaipa nepashanje, tichisemesa, tichivengana.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe