Mabasa 16:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Asi Pauro akati kwavari: “Vakatirova pamberi pevanhu vose tisina kupiwa mhosva, isu vanhu vaRoma,+ vakatikanda mujeri; uye zvino vava kutikanda kunze pachivande here? Aiwa, hazviiti! asi ngavauye vatibudise ivo.”
37 Asi Pauro akati kwavari: “Vakatirova pamberi pevanhu vose tisina kupiwa mhosva, isu vanhu vaRoma,+ vakatikanda mujeri; uye zvino vava kutikanda kunze pachivande here? Aiwa, hazviiti! asi ngavauye vatibudise ivo.”