RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 11:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 asi pandakanga ndinemi, ndikashayiwa, handina kuremedza kunyange mumwe chete wenyu,+ nokuti hama dzakabva kuMakedhoniya+ dzakandipa zvinhu zvizhinji zvandaishayiwa. Chokwadi, ndakaramba ndisingakuremedzei munzira dzose uye ndicharamba ndakadaro.+

  • 2 VaTesaronika 3:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 uyewo hatina kudya zvokudya zvomumwe munhu tisingabhadhari.+ Asi, taiita basa uye taishanda zvakaoma+ usiku nemasikati, kuti tirege kuisa mutoro unorema pana ani naani wenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe