Ruka 21:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Muchawana mweya yenyu nokutsungirira kwenyu.+ VaRoma 5:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Kwete izvozvo chete, asi ngatipemberei nomufaro patinenge tiri pakutambudzika,+ zvatinoziva kuti kutambudzika kunobereka kutsungirira;+
3 Kwete izvozvo chete, asi ngatipemberei nomufaro patinenge tiri pakutambudzika,+ zvatinoziva kuti kutambudzika kunobereka kutsungirira;+