VaRoma 1:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 1 Pauro, muranda+ waJesu Kristu, akadanwa+ kuti ave muapostora,+ akatsaurwa kuti aparidze mashoko akanaka aMwari,+
1 Pauro, muranda+ waJesu Kristu, akadanwa+ kuti ave muapostora,+ akatsaurwa kuti aparidze mashoko akanaka aMwari,+