2 Timoti 2:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 uye vapengenuke kubva mumusungo+ waDhiyabhorosi, zvavakabatwa naye vari vapenyu+ kuti vaite zvinodiwa naiyeye.
26 uye vapengenuke kubva mumusungo+ waDhiyabhorosi, zvavakabatwa naye vari vapenyu+ kuti vaite zvinodiwa naiyeye.