VaRoma 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino tinoziva kuti zvinhu zvose zvinotaura Mutemo+ unozvitaura kune vaya vari pasi poMutemo, kuti miromo yose idziviswe+ uye nyika yose ive yakakodzerwa+ nechirango chinobva kuna Mwari.+
19 Zvino tinoziva kuti zvinhu zvose zvinotaura Mutemo+ unozvitaura kune vaya vari pasi poMutemo, kuti miromo yose idziviswe+ uye nyika yose ive yakakodzerwa+ nechirango chinobva kuna Mwari.+