Dheuteronomi 15:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti murombo haazomboshayikwi munyika.+ Ndokusaka ndiri kukurayira, ndichiti, ‘Unofanira kupfumbanura ruoko rwako norupo kuhama yako inotambudzika uye iri murombo iri munyika yako.’+ 1 Timoti 5:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino mukadzi ari chirikadzi chaiyo uye akasiyiwa asina chinhu,+ ndiye akaisa tariro yake muna Mwari,+ uye anoramba achiteterera, achinyengetera usiku nemasikati.+ Jakobho 1:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Kunamata kwakachena+ uye kusina kusvibiswa+ mukuona kwaMwari wedu uye Baba vedu ndouku: kutarisira nherera+ nechirikadzi+ pakutambudzika kwadzo,+ uye kuzvichengeta usina ruvara+ rwenyika.+
11 Nokuti murombo haazomboshayikwi munyika.+ Ndokusaka ndiri kukurayira, ndichiti, ‘Unofanira kupfumbanura ruoko rwako norupo kuhama yako inotambudzika uye iri murombo iri munyika yako.’+
5 Zvino mukadzi ari chirikadzi chaiyo uye akasiyiwa asina chinhu,+ ndiye akaisa tariro yake muna Mwari,+ uye anoramba achiteterera, achinyengetera usiku nemasikati.+
27 Kunamata kwakachena+ uye kusina kusvibiswa+ mukuona kwaMwari wedu uye Baba vedu ndouku: kutarisira nherera+ nechirikadzi+ pakutambudzika kwadzo,+ uye kuzvichengeta usina ruvara+ rwenyika.+