VaHebheru 7:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 azova saizvozvo, kwete maererano nomutemo wakaita zvokurayirwa pazvinhu zvine chokuita nenyama,+ asi maererano nesimba rinoita kuti awane upenyu husingagoni kuparadzwa,+ VaHebheru 7:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Naizvozvo anokwanisawo kuponesa zvakakwana vaya vanosvika kuna Mwari vachishandisa iye, nokuti anogara ari mupenyu kuti ateterere nokuda kwavo.+
16 azova saizvozvo, kwete maererano nomutemo wakaita zvokurayirwa pazvinhu zvine chokuita nenyama,+ asi maererano nesimba rinoita kuti awane upenyu husingagoni kuparadzwa,+
25 Naizvozvo anokwanisawo kuponesa zvakakwana vaya vanosvika kuna Mwari vachishandisa iye, nokuti anogara ari mupenyu kuti ateterere nokuda kwavo.+