VaEfeso 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 kuti Mwari waShe wedu Jesu Kristu, Baba vokubwinya, akupei mudzimu wouchenjeri+ uye kuti munzwisise zvinhu zvaanozarura muzivo yakarurama pamusoro pake;+ VaFiripi 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Izvi ndizvo zvandinoramba ndichinyengeterera, kuti rudo rwenyu rurambe ruchiwanda+ nezivo yakarurama+ uye noungwaru hwakazara;+
17 kuti Mwari waShe wedu Jesu Kristu, Baba vokubwinya, akupei mudzimu wouchenjeri+ uye kuti munzwisise zvinhu zvaanozarura muzivo yakarurama pamusoro pake;+
9 Izvi ndizvo zvandinoramba ndichinyengeterera, kuti rudo rwenyu rurambe ruchiwanda+ nezivo yakarurama+ uye noungwaru hwakazara;+