Zvirevo 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Mwanakomana wangu, kana ukagamuchira mashoko angu,+ ukachengeta mirayiro yangu,+ Johani 5:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 “Munoongorora Magwaro,+ nokuti munofunga kuti muchava noupenyu husingaperi nawo; uye iwaya ndiwo chaiwo anondipupurira.+
39 “Munoongorora Magwaro,+ nokuti munofunga kuti muchava noupenyu husingaperi nawo; uye iwaya ndiwo chaiwo anondipupurira.+