VaKorose 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndokusaka isuwo, kubvira pazuva ratakanzwa nezvazvo, tisina kurega kukunyengetererai+ nokukumbira kuti muzadzwe nezivo yakarurama+ pamusoro pokuda kwake nokuchenjera kwose+ nokunzwisisa kwomudzimu,+ 1 Johani 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Asi tinoziva kuti Mwanakomana waMwari akauya,+ uye akatipa simba rokuva vakangwara+ kuti tizive iye wechokwadi.+ Isu tiri pamwe+ naiye wechokwadi, tichishandisa Mwanakomana wake Jesu Kristu. Uyu ndiye Mwari wechokwadi+ noupenyu husingaperi.+
9 Ndokusaka isuwo, kubvira pazuva ratakanzwa nezvazvo, tisina kurega kukunyengetererai+ nokukumbira kuti muzadzwe nezivo yakarurama+ pamusoro pokuda kwake nokuchenjera kwose+ nokunzwisisa kwomudzimu,+
20 Asi tinoziva kuti Mwanakomana waMwari akauya,+ uye akatipa simba rokuva vakangwara+ kuti tizive iye wechokwadi.+ Isu tiri pamwe+ naiye wechokwadi, tichishandisa Mwanakomana wake Jesu Kristu. Uyu ndiye Mwari wechokwadi+ noupenyu husingaperi.+