1 VaKorinde 11:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nokuti pakati penyu panofanirawo kunge paine mapoka,+ kuti vanhu vanotenderwa vaonekewo pakati penyu.+ Zvakazarurwa 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvisinei, une chinhu ichi, kuti unovenga+ mabasa eboka raNikorasi,+ andinovengawo.
19 Nokuti pakati penyu panofanirawo kunge paine mapoka,+ kuti vanhu vanotenderwa vaonekewo pakati penyu.+