2 Timoti 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti pakati paava panomuka vanhu vaya vanoverevedza mudzimba,+ vachitapa vakadzi vasina simba, vakaremerwa nezvivi, vanotungamirirwa nokuchiva kwakasiyana-siyana,+
6 Nokuti pakati paava panomuka vanhu vaya vanoverevedza mudzimba,+ vachitapa vakadzi vasina simba, vakaremerwa nezvivi, vanotungamirirwa nokuchiva kwakasiyana-siyana,+