Mateu 5:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Saizvozvowo chiedza chenyu+ ngachivheneke pamberi pevanhu, kuti vaone mabasa enyu akanaka+ uye vakudze+ Baba venyu vari kumatenga. VaHebheru 13:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Rambai muchitinyengeterera,+ nokuti tinovimba kuti tine hana yakatendeseka, zvatinoda kuva vakatendeseka muzvinhu zvose.+
16 Saizvozvowo chiedza chenyu+ ngachivheneke pamberi pevanhu, kuti vaone mabasa enyu akanaka+ uye vakudze+ Baba venyu vari kumatenga.
18 Rambai muchitinyengeterera,+ nokuti tinovimba kuti tine hana yakatendeseka, zvatinoda kuva vakatendeseka muzvinhu zvose.+