RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ruka 6:35
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 35 Asi, rambai muchida vavengi venyu nokuita zvakanaka nokukweretesa+ musingawani mubereko, musingatarisiri kudzorerwa chimwe chinhu; mubayiro wenyu uchava mukuru, uye muchava vanakomana voWokumusorosoro,+ nokuti iye ane mutsa+ kune vasingaongi nevakaipa.

  • VaRoma 11:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Naizvozvo, onai mutsa waMwari+ uye kuomesa zvinhu kwaanoita.+ Anoomesera kwazvo vaya vakawa,+ asi Mwari anoitira iwe mutsa, chero bedzi uchiramba+ uri mumutsa wake; kana ukasadaro, newewo uchatemwa.+

  • VaEfeso 4:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 Asi itiranai mutsa,+ muchinzwirana tsitsi kwazvo,+ muchikanganwirana nomwoyo wose Mwari zvaakakukanganwiraiwo nomwoyo wose achishandisa Kristu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe