Revhitiko 17:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti mweya wenyama uri muropa,+ uye ini ndakariisa pamusoro peatari kuti imi muyananisire+ mweya yenyu, nokuti ropa+ ndiro rinoyananisira+ nomweya uri mariri. 1 Petro 1:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Asi neropa rinokosha,+ rakafanana neregwayana risina gwapa uye risina ruvara,+ iro raKristu.+
11 Nokuti mweya wenyama uri muropa,+ uye ini ndakariisa pamusoro peatari kuti imi muyananisire+ mweya yenyu, nokuti ropa+ ndiro rinoyananisira+ nomweya uri mariri.