Eksodho 12:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Gwai renyu rinofanira kuva rakanaka,+ gondohwe, rine gore rimwe chete.+ Mungatora pamakondohwe maduku kana kuti pambudzi. Revhitiko 22:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Musauya nechinhu chero chipi zvacho chakaremara,+ nokuti hachizoiti kuti mufarirwe. Johani 1:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+
5 Gwai renyu rinofanira kuva rakanaka,+ gondohwe, rine gore rimwe chete.+ Mungatora pamakondohwe maduku kana kuti pambudzi.
29 Zuva rakatevera racho akaona Jesu achiuya kwaari, uye akati: “Onai, Gwayana+ raMwari rinobvisa chivi+ chenyika!+