Johani 17:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Jesu akataura zvinhu izvi, uye, achitarira kudenga,+ akati: “Baba, awa yasvika; kudzai mwanakomana wenyu, kuti mwanakomana wenyu akukudzei,+
17 Jesu akataura zvinhu izvi, uye, achitarira kudenga,+ akati: “Baba, awa yasvika; kudzai mwanakomana wenyu, kuti mwanakomana wenyu akukudzei,+