Pisarema 50:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Handikutsiuri nokuda kwezvibayiro zvako,+Kana kuti nokuda kwezvinopiwa zvinopiswa zviri pamberi pangu nguva dzose.+ Amosi 5:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Asi kana mukandipa zvinopiwa zvinopiswa zvakakwana,+ kunyange zvipo zvenyu zvinopiwa, handisi kuzozvifarira,+ uye handisi kuzotarira zvibayiro zvenyu zvokugoverana zvemhuru dzakakora.+
8 Handikutsiuri nokuda kwezvibayiro zvako,+Kana kuti nokuda kwezvinopiwa zvinopiswa zviri pamberi pangu nguva dzose.+
22 Asi kana mukandipa zvinopiwa zvinopiswa zvakakwana,+ kunyange zvipo zvenyu zvinopiwa, handisi kuzozvifarira,+ uye handisi kuzotarira zvibayiro zvenyu zvokugoverana zvemhuru dzakakora.+