16 Kana munhu akaona hama yake ichiita chivi chisingakonzeri rufu,+ iye achamunyengeterera, uye Mwari achamupa upenyu,+ chokwadi, achahupa vaya vasingatadzi zvokuti vanozviunzira rufu.+ Kune chivi chinounza rufu. Handimuudzi kuti akumbire pamusoro pechivi ichocho.+