Genesisi 12:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino Jehovha akati kuna Abramu: “Buda munyika yako ubve kuhama dzako nomuimba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza;+ VaRoma 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Akagamuchira chiratidzo,+ iko kudzingiswa, sechisimbiso chokururama nokutenda kwaaiva nako paakanga asati adzingiswa, kuti ave baba+ vevaya vose vanotenda+ vasati vadzingiswa, kuti vaonekwe sevakarurama; VaRoma 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti Abrahamu kana vana vake havana kuva nechipikirwa+ chokuti aifanira kuva mugari wenhaka yenyika nokuda kwomutemo, asi vakava nacho nokuda kwokururama kwakavapo nokuda kwokutenda.+
12 Zvino Jehovha akati kuna Abramu: “Buda munyika yako ubve kuhama dzako nomuimba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza;+
11 Akagamuchira chiratidzo,+ iko kudzingiswa, sechisimbiso chokururama nokutenda kwaaiva nako paakanga asati adzingiswa, kuti ave baba+ vevaya vose vanotenda+ vasati vadzingiswa, kuti vaonekwe sevakarurama;
13 Nokuti Abrahamu kana vana vake havana kuva nechipikirwa+ chokuti aifanira kuva mugari wenhaka yenyika nokuda kwomutemo, asi vakava nacho nokuda kwokururama kwakavapo nokuda kwokutenda.+