VaGaratiya 6:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Hama, kunyange mumwe munhu akadarika+ asati azviziva, imi mune zvinodiwa zvomudzimu+ edzai kururamisa munhu akadaro nounyoro,+ muchizvichenjerera,+ muchityira kuti nemiwo mungaedzwa.+ Jakobho 5:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Munyengetero wokutenda uchaporesa murwere,+ uye Jehovha achamumutsa.+ Uyewo, kana akaita zvivi, achakanganwirwa.+ Judha 23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 vaponesei+ nokuvabvuta mumoto.+ Asi rambai muchinzwira vamwe ngoni, muchiita saizvozvo nokutya, muchivenga kunyange nguo yomukati yakasvibiswa nenyama.+
6 Hama, kunyange mumwe munhu akadarika+ asati azviziva, imi mune zvinodiwa zvomudzimu+ edzai kururamisa munhu akadaro nounyoro,+ muchizvichenjerera,+ muchityira kuti nemiwo mungaedzwa.+
15 Munyengetero wokutenda uchaporesa murwere,+ uye Jehovha achamumutsa.+ Uyewo, kana akaita zvivi, achakanganwirwa.+
23 vaponesei+ nokuvabvuta mumoto.+ Asi rambai muchinzwira vamwe ngoni, muchiita saizvozvo nokutya, muchivenga kunyange nguo yomukati yakasvibiswa nenyama.+