Dheuteronomi 29:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 kuti pakati penyu parege kuva nomurume kana mukadzi kana mhuri kana dzinza vane mwoyo unotsauka nhasi pana Jehovha Mwari wedu kuti uende kunoshumira vamwe vanamwari vemarudzi iwayo;+ kuti pakati penyu parege kuva nomudzi unobereka zvibereko zvomuti une muchetura uye muti unovava.+ Johani 13:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Naizvozvo, kudya kwemanheru pakwakanga kuchipfuurira, Dhiyabhorosi atoisa mumwoyo maJudhasi Iskariyoti,+ mwanakomana waSimoni, kuti amutengese,+ Mabasa 8:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 nokuti ndinoona kuti uri nduru inovava+ uye chisungo chokusarurama.”+
18 kuti pakati penyu parege kuva nomurume kana mukadzi kana mhuri kana dzinza vane mwoyo unotsauka nhasi pana Jehovha Mwari wedu kuti uende kunoshumira vamwe vanamwari vemarudzi iwayo;+ kuti pakati penyu parege kuva nomudzi unobereka zvibereko zvomuti une muchetura uye muti unovava.+
2 Naizvozvo, kudya kwemanheru pakwakanga kuchipfuurira, Dhiyabhorosi atoisa mumwoyo maJudhasi Iskariyoti,+ mwanakomana waSimoni, kuti amutengese,+