Genesisi 2:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Mwari akatanga kukomborera zuva rechinomwe, akariita dzvene, nokuti pazuva iroro, iye Mwari ave achizorora pabasa rake rose raakasikira chinangwa chaakariitira.+ VaEfeso 3:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 uye ndinofanira kuita kuti vanhu vaone kuti chakavanzika chitsvene+ chinotarisirwa+ sei, chiya chave chakavanzwa muna Mwari akasika zvinhu zvose,+ kubvira kunguva yakapfuura isingagumi.
3 Mwari akatanga kukomborera zuva rechinomwe, akariita dzvene, nokuti pazuva iroro, iye Mwari ave achizorora pabasa rake rose raakasikira chinangwa chaakariitira.+
9 uye ndinofanira kuita kuti vanhu vaone kuti chakavanzika chitsvene+ chinotarisirwa+ sei, chiya chave chakavanzwa muna Mwari akasika zvinhu zvose,+ kubvira kunguva yakapfuura isingagumi.