VaEfeso 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 kuti atarisire+ zvinhu panonyatsokwana nguva yakatarwa,+ kureva kuti aunganidzezve+ zvinhu zvose muna Kristu,+ zvinhu zviri kumatenga+ nezvinhu zviri panyika.+ Chokwadi, maari iye, VaKorose 1:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 uye iye ndiye musoro womuviri, iyo ungano.+ Ndiye wokutanga, dangwe kubva kuvakafa,+ kuti ave wokutanga+ muzvinhu zvose;
10 kuti atarisire+ zvinhu panonyatsokwana nguva yakatarwa,+ kureva kuti aunganidzezve+ zvinhu zvose muna Kristu,+ zvinhu zviri kumatenga+ nezvinhu zviri panyika.+ Chokwadi, maari iye,
18 uye iye ndiye musoro womuviri, iyo ungano.+ Ndiye wokutanga, dangwe kubva kuvakafa,+ kuti ave wokutanga+ muzvinhu zvose;