1 VaKorinde 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Asi tinotaura uchenjeri hwaMwari muchakavanzika chitsvene,+ uchenjeri hwakavanzika, hwakafanogadzwa naMwari mamiriro+ ezvinhu epanguva yacho asati avapo kuti isu tikudzwe.
7 Asi tinotaura uchenjeri hwaMwari muchakavanzika chitsvene,+ uchenjeri hwakavanzika, hwakafanogadzwa naMwari mamiriro+ ezvinhu epanguva yacho asati avapo kuti isu tikudzwe.