Isaya 64:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Makasangana nomunhu aipembera nomufaro uye aiita zvakarurama,+ vaya vairamba vachikuyeukai munzira dzenyu.+ Tarirai! Patairamba tichitadza,+ imi makatsamwa+—takaramba takadaro kwenguva refu, zvino tingaponeswa here?+ Jakobho 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Teererai, hama dzangu dzinodiwa. Mwari haana kusarudza varombo+ mune zvenyika kuti vapfume+ mukutenda uye vave vagari venhaka youmambo, hwaakapikira vaya vanomuda+ here?
5 Makasangana nomunhu aipembera nomufaro uye aiita zvakarurama,+ vaya vairamba vachikuyeukai munzira dzenyu.+ Tarirai! Patairamba tichitadza,+ imi makatsamwa+—takaramba takadaro kwenguva refu, zvino tingaponeswa here?+
5 Teererai, hama dzangu dzinodiwa. Mwari haana kusarudza varombo+ mune zvenyika kuti vapfume+ mukutenda uye vave vagari venhaka youmambo, hwaakapikira vaya vanomuda+ here?