Ruka 18:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ndinokuudzai, Murume uyu akaburukira kumba kwake anzi akarurama+ kupfuura murume uya; nokuti munhu wose anozvikwidziridza achanyadziswa, asi anozvininipisa achakwidziridzwa.”+ Zvakazarurwa 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Naizvozvo, zvaunodziya usingapisi+ kana kutonhora,+ ndichakusvipa mumuromo mangu.
14 Ndinokuudzai, Murume uyu akaburukira kumba kwake anzi akarurama+ kupfuura murume uya; nokuti munhu wose anozvikwidziridza achanyadziswa, asi anozvininipisa achakwidziridzwa.”+