Pisarema 33:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Runofara rudzi runa Mwari warwo anonzi Jehovha,+Ivo vanhu vaakasarudza kuti vave nhaka yake.+