VaEfeso 5:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuda kweizvi musava mapenzi, asi rambai muchinzwisisa+ kuti zvinodiwa+ naJehovha ndezvipi. 1 Petro 4:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Asi kuguma kwezvinhu zvose kwaswedera pedyo.+ Naizvozvo, ivai nepfungwa dzakanaka,+ uye ivai vakasvinurira kunyengetera.+
7 Asi kuguma kwezvinhu zvose kwaswedera pedyo.+ Naizvozvo, ivai nepfungwa dzakanaka,+ uye ivai vakasvinurira kunyengetera.+