VaRoma 12:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Rudo+ rwenyu ngarurege kuva nounyengeri.+ Semai zvakaipa,+ namatirai kune zvakanaka.+ 1 Johani 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Onai kuti rudo+ rukuru zvakadini rwatakaitirwa naBaba, kuti tinzi vana vaMwari;+ uye ndizvo zvatiri. Ndokusaka nyika+ isingatizivi, nokuti haisati yasvika pakumuziva.+ 1 Johani 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Asi munhu ane zvokutsigira upenyu+ zvenyika ino akaona hama yake ichishayiwa,+ iye oramba kumunzwira tsitsi kwazvo,+ kuda Mwari kunoramba kuri maari sei?+
3 Onai kuti rudo+ rukuru zvakadini rwatakaitirwa naBaba, kuti tinzi vana vaMwari;+ uye ndizvo zvatiri. Ndokusaka nyika+ isingatizivi, nokuti haisati yasvika pakumuziva.+
17 Asi munhu ane zvokutsigira upenyu+ zvenyika ino akaona hama yake ichishayiwa,+ iye oramba kumunzwira tsitsi kwazvo,+ kuda Mwari kunoramba kuri maari sei?+