Isaya 42:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Tarirai! Mushumiri wangu,+ wandinoramba ndakabata zvakasimba!+ Wandakasarudza,+ akafarirwa+ nomweya wangu! Ndaisa mudzimu wangu maari.+ Iye achaunzira marudzi kururamisira.+
42 Tarirai! Mushumiri wangu,+ wandinoramba ndakabata zvakasimba!+ Wandakasarudza,+ akafarirwa+ nomweya wangu! Ndaisa mudzimu wangu maari.+ Iye achaunzira marudzi kururamisira.+