RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 52:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Tarirai! Mushumiri+ wangu achaita nenjere.+ Achava munzvimbo yepamusoro uye achava pamusorosoro okwidziridzwa kwazvo.+

  • Mateu 12:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 “Tarirai! Mushandi wangu+ wandakasarudza, anodiwa wangu,+ akafarirwa nomweya wangu! Ndichaisa mudzimu wangu paari,+ uye achabudisa pachena kumarudzi kuti kururamisira chii.

  • Johani 4:34
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 34 Jesu akati kwavari: “Zvokudya zvangu+ ndizvo kuti ndiite kuda+ kwaiye akandituma uye kupedza basa rake.+

  • Johani 6:38
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 38 nokuti handina kuburuka ndichibva kudenga+ kuzoita zvandinoda, asi zvinodiwa naiye akandituma.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe