Johani 9:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Tinoziva kuti Mwari haateereri vatadzi,+ asi kana munhu achitya Mwari uye achiita zvaanoda, anoteerera iyeyu.+ VaHebheru 13:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 ngaakushongedzei nezvinhu zvose zvakanaka kuti muite zvaanoda, achiita matiri zvinomufadza+ kwazvo pamberi pake achishandisa Jesu Kristu; kukudzwa ngakuve kwaari nokusingaperi-peri.+ Ameni.
31 Tinoziva kuti Mwari haateereri vatadzi,+ asi kana munhu achitya Mwari uye achiita zvaanoda, anoteerera iyeyu.+
21 ngaakushongedzei nezvinhu zvose zvakanaka kuti muite zvaanoda, achiita matiri zvinomufadza+ kwazvo pamberi pake achishandisa Jesu Kristu; kukudzwa ngakuve kwaari nokusingaperi-peri.+ Ameni.