VaEfeso 4:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Pfini+ dzose nokutsamwa nehasha nokupopota nokutuka+ ngazvibviswe kwamuri pamwe chete nezvakaipa zvose.+ VaKorose 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Asi zvino bvisai zvose pamuri+ zvinoti, hasha, kutsamwa, zvinhu zvakaipa, kutuka,+ uye bvisai kutaura kunonyadzisa+ mumiromo yenyu. Tito 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti kunyange isu taimbova mapenzi, tisingateereri, tichitsauswa, tiri varanda vokuchiva kwakasiyana-siyana nemafaro, tichirambira pane zvakaipa nepashanje, tichisemesa, tichivengana.+ 1 Johani 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Munhu wose anovenga+ hama yake muurayi,+ uye munoziva kuti hapana muurayi+ ane upenyu husingaperi hunoramba huri maari.+
31 Pfini+ dzose nokutsamwa nehasha nokupopota nokutuka+ ngazvibviswe kwamuri pamwe chete nezvakaipa zvose.+
8 Asi zvino bvisai zvose pamuri+ zvinoti, hasha, kutsamwa, zvinhu zvakaipa, kutuka,+ uye bvisai kutaura kunonyadzisa+ mumiromo yenyu.
3 Nokuti kunyange isu taimbova mapenzi, tisingateereri, tichitsauswa, tiri varanda vokuchiva kwakasiyana-siyana nemafaro, tichirambira pane zvakaipa nepashanje, tichisemesa, tichivengana.+
15 Munhu wose anovenga+ hama yake muurayi,+ uye munoziva kuti hapana muurayi+ ane upenyu husingaperi hunoramba huri maari.+