2 VaKorinde 4:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 asi takaramba zvinhu zvakavanzika zvatinonyara nazvo,+ tisingafambi nemanomano, kana kushatisa shoko raMwari,+ asi tinoita kuti chokwadi chive pachena uye tinoratidza pachena kuti tiri muenzaniso wakanaka kuhana yomunhu wose pamberi paMwari.+ 3 Johani 3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti ndakafara kwazvo hama padzakauya dzikapupurira chokwadi chauinacho, zvaunoramba uchifamba muchokwadi.+
2 asi takaramba zvinhu zvakavanzika zvatinonyara nazvo,+ tisingafambi nemanomano, kana kushatisa shoko raMwari,+ asi tinoita kuti chokwadi chive pachena uye tinoratidza pachena kuti tiri muenzaniso wakanaka kuhana yomunhu wose pamberi paMwari.+
3 Nokuti ndakafara kwazvo hama padzakauya dzikapupurira chokwadi chauinacho, zvaunoramba uchifamba muchokwadi.+