Johani 4:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 mukohwi ari kugamuchira mubayiro nokuunganidza zvibereko zvoupenyu husingaperi,+ kuti mudyari+ nomukohwi vafare pamwe chete.+ VaHebheru 10:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Naizvozvo, musarasa rusununguko rwenyu rwokutaura,+ ruchapiwa mubayiro mukuru.+
36 mukohwi ari kugamuchira mubayiro nokuunganidza zvibereko zvoupenyu husingaperi,+ kuti mudyari+ nomukohwi vafare pamwe chete.+